Online Bible

- Reklamy -




Mariko 15:35 - Shona BIBLE

35 Vamwe vakanga vamirepo vakati vachizvinzwa, vakati, “Chinzwai, anodana Eriya.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

35 Ʋamŋe ʋakaŋga ʋamire’po ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋakati: Cinzwai, unoɗana Eria.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

35 Vamwe vakanga vamirepo vakati vachizvinzwa, vakati, “Chinzwai, anodana Eria.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Zvino vamwe vakanga vamirepo vachizvinzwa vakati, “Inzwai, ari kudaidza Eriya.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

35 Zvino vamwe vakanga vamirepo vachizvinzwa vakati, “Inzwai, ari kudaidza Eriya.”

Viz kapitola kopírovat




Mariko 15:35

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy