Mariko 15:34 - Shona BIBLE34 Nenguva yepfumbamwe Jesu akadana nezwi guru, achiti, “Eroi, Eroi, rama Sabhakitani!” Ndokuti kana zvichishandurwa, “Mwari wangu, Mwari wangu, mandisiyireiko?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Neŋguʋa yepfumbamŋe Jesu akaɗana nenzwi guru, aciti: Eroi, Eroi, rama Sabaktani! Ndokuti, kana ɀicishandurwa: Mŋari waŋgu, Mŋari waŋgu, mandisiyireiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Nenguva yepfumbamwe Jesu akadana nezwi guru, achiti, “Eroi, Eroi, rama Sabhakitani!” Ndokuti kana zvichishandurwa, “Mwari wangu, Mwari wangu, mandisiyireiko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Neawa yechitatu yamasikati Jesu akadaidzira nezwi guru achiti, “Eroi, Eroi, rama sabhakitani?” Zvinoreva kuti, “Mwari wangu, Mwari wangu, mandisiyireiko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Neawa yechitatu yamasikati Jesu akadaidzira nezwi guru achiti, “Eroi, Eroi, rama sabhakitani?” Zvinoreva kuti, “Mwari wangu, Mwari wangu, mandisiyireiko?” Viz kapitola |