Online Bible

- Reklamy -




Mariko 15:32 - Shona BIBLE

32 Kristu, Mambo waVaIsiraeri, ngaaburuke zvino pamuchinjikwa, kuti tione titende.” Navakanga varoverwa pamwechete naye vakamuzvidza.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Kristu, Mambo waʋaIsraeri, ŋgaaɓuruke ɀino pamucinjikwa, kuti tiʋone titende. Naʋakaŋga ʋaroʋerwa pamŋe cete naye ʋakamuɀidza.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Kristu, Mambo wavaIsiraeri, ngaaburuke zvino pamuchinjikwa, kuti tione titende.” Navakanga varoverwa pamwechete naye vakamuzvidza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Kristu! Mambo wavaIsiraeri! Ngaaburuke iye zvino pamuchinjikwa kuti tione tigotenda.” Navaya vakanga vakaroverwa pamuchinjikwa pamwe naye vakamunyombawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Kristu! Mambo wavaIsiraeri! Ngaaburuke iye zvino pamuchinjikwa kuti tione tigotenda.” Navaya vakanga vakaroverwa pamuchinjikwa pamwe naye vakamunyombawo.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 15:32

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy