Mariko 15:24 - Shona BIBLE24 Vakati vamurovera pamuchinjikwa, vakagovana nguo dzake, vachikanda mijenya pamusoro padzo, kuti mumwe nomumwe apiwe chake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ʋakati ʋamuroʋera pamucinjikwa, ʋakagoʋana ŋguʋo dzake, ʋacikanda mijenya pamsoro padzo, kuti mumŋe nomumŋe apiwe cake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Vakati vamurovera pamuchinjikwa, vakagovana nguo dzake, vachikanda mijenya pamusoro padzo, kuti mumwe nomumwe apiwe chake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vakamurovera pamuchinjikwa vakagoverana hanzu dzake vachiita chin'ange kuti vaone kuti mumwe nomumwe wavo achatorei. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Vakamurovera pamuchinjikwa vakagoverana hanzu dzake vachiita chin'ange kuti vaone kuti mumwe nomumwe wavo achatorei. Viz kapitola |