Mariko 15:21 - Shona BIBLE21 Zvino vakamanikidza mumwe, akanga achipfuura achibva kuruwa, ainzi Simoni weKurini, baba vaArekizanda naRufosi, kuti atakure muchinjikwa wake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀino ʋakamanikidza mumŋe, wakaŋga acipfuʋura acibva kuruwa, wainzi Simoni weKurini, ɓaɓa ʋaAreksandro naRufo, kuti atakure mucinjikwa wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Zvino vakamanikidza mumwe, akanga achipfuura achibva kuruwa, ainzi Simoni weKurini, baba vaArekizanda naRufosi, kuti atakure muchinjikwa wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vakamanikidza mumwe murume aipfuura naipapo achibva kumaruwa, ainzi Simoni wokuSairini, baba vaArekizanda naRufusi, kuti atakure muchinjikwa wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Vakamanikidza mumwe murume aipfuura naipapo achibva kumaruwa, ainzi Simoni wokuSairini, baba vaArekizanda naRufusi, kuti atakure muchinjikwa wake. Viz kapitola |