Mariko 15:19 - Shona BIBLE19 Vakamurova musoro norutsanga, vakamupfira mate, vakapfugama namabvi, vakamunamata. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ʋakamuroʋa musoro norutsaŋga, ʋakamupfira mate, ʋakafugama namabvi, ʋakamunamata. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Vakamurova musoro norutsanga, vakamupfira mate, vakapfugama namabvi, vakamunamata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vaimurova musoro norutsanga, vachimupfira mate nokumupfugamira vachimukudza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Vaimurova musoro norutsanga, vachimupfira mate nokumupfugamira vachimukudza. Viz kapitola |