Mariko 15:15 - Shona BIBLE15 Zvino Pirato, nokuti akanga achida kufadza vanhu vazhinji, akavasunungurira Bharabhasi, asi Jesu akamurovesa, akamuisa kwavari kuti aroverwe pamuchinjikwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino Pirato, nokuti wakaŋga aciɗa kufadza ʋanhu ʋazhinji, akaʋasunuŋgurira Barabasi, asi Jesu wakamuroʋesa, akamuisa kwaʋari kuti aroʋerwe pamucinjikwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Zvino Pirato, nokuti akanga achida kufadza vanhu vazhinji, akavasunungurira Bharabhasi, asi Jesu akamurovesa, akamuisa kwavari kuti aroverwe pamuchinjikwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Zvino Pirato zvaaida kufadza mhomho yavanhu akavasunungurira Bharabhasi. Asi mushure mokurova Jesu akamuturira kwavari kuti aroverwe pamuchinjikwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Zvino Pirato zvaaida kufadza mhomho yavanhu akavasunungurira Bharabhasi. Asi mushure mokurova Jesu akamuturira kwavari kuti aroverwe pamuchinjikwa. Viz kapitola |