Mariko 15:14 - Shona BIBLE14 Pirato akati kwavari, “Akagotadzeiko?” Vakanyanyisa kudanidzira, vachiti, “Muroverei pamuchinjikwa!” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Pirato akati kwaʋari: wakagotadzeiko? Ʋakanyanyisa kuɗanidzira, ʋaciti: Muroʋere pamucinjikwa! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Pirato akati kwavari, “Akagotadzeiko?” Vakanyanyisa kudanidzira, vachiti, “Muroverei pamuchinjikwa!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Pirato ndokuti kwavari, “Nemhaka yeiko? Akapara mhosva yei?” Vakabva vatonyanya kudaidzira vachiti, “Muroverei pamuchinjikwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Pirato ndokuti kwavari, “Nemhaka yeiko? Akapara mhosva yei?” Vakabva vatonyanya kudaidzira vachiti, “Muroverei pamuchinjikwa.” Viz kapitola |