Mariko 15:10 - Shona BIBLE10 Nokuti akanga achiziva kuti vapristi vakuru vakanga vamuisa kwaari negodo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Nokuti wakaŋga aciziʋa kuti ʋaprista ʋakuru ʋakaŋga ʋamuisa kwaari negoɗo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Nokuti akanga achiziva kuti vapristi vakuru vakanga vamuisa kwaari negodo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Nokuti akanga azviona kuti vapristi vakuru vakanga vaturira Jesu kwaari pamusana peshanje. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Nokuti akanga azviona kuti vapristi vakuru vakanga vaturira Jesu kwaari pamusana peshanje. Viz kapitola |