Mariko 14:8 - Shona BIBLE8 Akaita paakagona napo; akagara azora muviri wangu ndisati ndavigwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Wakaita paakagona napo; wakagara azodzera muʋiri waŋgu kuʋigwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Akaita paakagona napo; akagara azora muviri wangu ndisati ndavigwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Aita zvaagona; afanozora muviri wangu mafuta kuitira kuvigwa kwangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Aita zvaagona; afanozora muviri wangu mafuta kuitira kuvigwa kwangu. Viz kapitola |