Mariko 14:72 - Shona BIBLE72 Pakarepo jongwe rikarira rwechipiri; ipapo Petirosi akarangarira shoko rakanga rarehwa kwaari naJesu rokuti, “Jongwe risati rarira kaviri, uchandiramba katatu.” Zvino akati achifunga izvozvo, akachema. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)72 Pakarepo joŋgwe rikarira rwecipiri; ipapo Petro akaraŋgarira shoko rakaŋga rarebga kwaari naJesu rokuti: Joŋgwe risati rarira kaʋiri, ucandiramba katatu. Ɀino wakati acifuŋga iɀoɀo, akacema. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200272 Pakarepo jongwe rikarira rwechipiri; ipapo Petirosi akarangarira shoko rakanga rarehwa kwaari naJesu rokuti, “Jongwe risati rarira kaviri, uchandiramba katatu.” Zvino akati achifunga izvozvo, akachema. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika72 Pakarepo jongwe rakabva rakukuridza kechipiri. Ipapo Pita akayeuka zvakanga zvataurwa naJesu zvokuti, “Jongwe risati rarira kaviri uchandiramba katatu.” Akabva atanga kuchema zvinosiririsa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona72 Pakarepo jongwe rakabva rakukuridza kechipiri. Ipapo Pita akayeuka zvakanga zvataurwa naJesu zvokuti, “Jongwe risati rarira kaviri uchandiramba katatu.” Akabva atanga kuchema zvinosiririsa. Viz kapitola |