Mariko 14:68 - Shona BIBLE68 Asi iye akaramba, achiti, “Handizivi kana kunzwisisa zvaunoreva; akabuda panze kuruvazhe rwapamberi, jongwe rikarira.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)68 Asi iye wakaramba, aciti: Handiziʋi kana kunzwisisa ɀaunoreʋa; akaɓuɗa panze kuruʋazhe rwapamberi, joŋgwe rikarira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200268 Asi iye akaramba, achiti, “Handizivi kana kunzwisisa zvaunoreva; akabuda panze kuruvazhe rwapamberi, jongwe rikarira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika68 Asi iye akazviramba achiti, “Handizivi, kana kunzwisisa zvauri kutaura.” Akabvapo akaenda kusuo guru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona68 Asi iye akazviramba achiti, “Handizivi, kana kunzwisisa zvauri kutaura.” Akabvapo akaenda kusuo guru. Viz kapitola |