Mariko 14:62 - Shona BIBLE62 Jesu akati, “Ndini. Nemi muchaona Mwanakomana womunhu agere kurudyi rwesimba, achiuya namakore okudenga.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)62 Jesu akati: Ndini Nemi mucaʋona Mŋanakomana womunhu agere kurudyi rwesimba, aciʋuya namakore okuɗeŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200262 Jesu akati, “Ndini. Nemi muchaona Mwanakomana womunhu agere kurudyi rwesimba, achiuya namakore okudenga.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika62 Jesu akati, “Hongu ndini; muchaona Mwanakomana womunhu agere kurudyi rwaSamasimbaose achiuya ari mumakore edenga.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona62 Jesu akati, “Hongu ndini; muchaona Mwanakomana womunhu agere kurudyi rwaSamasimbaose achiuya ari mumakore edenga.” Viz kapitola |