Mariko 14:61 - Shona BIBLE61 Asi iye akaramba anyerere, asingapinduri chinhu. Mupristi Mukuru akamubvunzazve, akati kwaari, “Ndiwe Kristu, Mwanakomana woAnokudzwa here?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)61 Asi iye wakaramba anyerere, asiŋgapinduri cinhu. Muprista mukuru akamubvunza ɀe, akati kwaari: Ndiwe Kristu, Mŋanakomana wounokudzwa here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200261 Asi iye akaramba anyerere, asingapinduri chinhu. Mupristi mukuru akamubvunzazve, akati kwaari, “Ndiwe Kristu, Mwanakomana woAnokudzwa here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika61 Asi Jesu akaramba akanyarara, haana kumbopindura chinhu. Mupristi mukuru akamubvunza zvakare achiti, “Ndiwe Mesia here, Mwanakomana waNyakurumbidzwa?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona61 Asi Jesu akaramba akanyarara, haana kumbopindura chinhu. Mupristi mukuru akamubvunza zvakare achiti, “Ndiwe Mesia here, Mwanakomana waNyakurumbidzwa?” Viz kapitola |