Mariko 14:56 - Shona BIBLE56 Nokuti vazhinji vaimupupurira nhema, asi kupupura kwavo kwakapesana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)56 Nokuti ʋazhinji ʋaimupupurira nhema, asi kupupura kwaʋo kwakapesana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200256 Nokuti vazhinji vaimupupurira nhema, asi kupupura kwavo kwakapesana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika56 Nokuti vazhinji vakamupupurira zvenhema. Uchapupu hwavo hwakatadza kuwirirana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona56 Nokuti vazhinji vakamupupurira zvenhema. Uchapupu hwavo hwakatadza kuwirirana. Viz kapitola |