Mariko 14:37 - Shona BIBLE37 Zvino akasvika, akavawana vavata; akati kuna Petirosi, “Simoni, uvete here? Wakanga usingagoni kurinda nguva imwechete here? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ɀino akaȿika, akaʋawana ʋaʋata; akati kunaPetro: Simoni, uʋete here? Wakaŋga usiŋgagoni kurinda ŋguʋa imŋe cete here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Zvino akasvika, akavawana vavata; akati kuna Petirosi, “Simoni, uvete here? Wakanga usingagoni kurinda nguva imwechete here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Akadzoka akavawana vatokotsira ndokuti kuna Pita, “Nhai Simoni watokotsira zvako here? Watadza kugarira kweawa imwechete? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Akadzoka akavawana vatokotsira ndokuti kuna Pita, “Nhai Simoni watokotsira zvako here? Watadza kugarira kweawa imwechete? Viz kapitola |