Mariko 14:34 - Shona BIBLE34 Akati kwavari, “Mweya wangu une shungu kwazvo, kusvikira pakufa; garai pano murinde.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Akati kwaʋari: Mŋeya waŋgu uneshuŋgu kwaɀo, kuȿikira pakufa; garai pano murinde. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Akati kwavari, “Mweya wangu une shungu kwazvo, kusvikira pakufa; garai pano murinde.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Akati kwavari, “Ini ndadumbirwa zvokunge ndichafa zvangu. Sarai pano murindire.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Akati kwavari, “Ini ndadumbirwa zvokunge ndichafa zvangu. Sarai pano murindire.” Viz kapitola |