Mariko 13:33 - Shona BIBLE33 Chenjerai, murinde, nokunyengetera; nokuti hamuzivi kuti nguva ichasvika rinhi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Cenjerai, murinde, nokunyeŋgetera; nokuti hamuziʋi kuti ŋguʋa icaȿika rini. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Chenjerai, murinde, nokunyengetera; nokuti hamuzivi kuti nguva ichasvika rini. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Chenjerai mugaririre, nokuti hamuzivi kuti nguva yacho ichasvika rini. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Chenjerai mugaririre, nokuti hamuzivi kuti nguva yacho ichasvika rini. Viz kapitola |