Mariko 12:6 - Shona BIBLE6 “Zvino akanga achine mwanakomana mumwe, mudikanwi; akamutuma kwavari pakupedzisira, achiti, ‘Vachakudza mwanakomana wangu.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀino wakaŋga acinomŋanakomana mumŋe, muɗikanwa; akamutuma kwaʋari pakupedzisira, aciti: Ʋacakudza mŋanakomana waŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 “Zvino akanga achine mwanakomana mumwe, mudikanwi; akamutuma kwavari pakupedzisira, achiti, ‘Vachakudza mwanakomana wangu.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Asi akanga achino mumwechete, mwanakomana wake wapamwoyo. Pokupedzisira akamutuma kwavari achiti, ‘Vacharemekedza mwanakomana wangu.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Asi akanga achino mumwechete, mwanakomana wake wapamwoyo. Pokupedzisira akamutuma kwavari achiti, ‘Vacharemekedza mwanakomana wangu.’ ” Viz kapitola |