Mariko 12:38 - Shona BIBLE38 Zvino pakudzidzisa kwake akati, “Chenjerai vanyori, vanoda kufamba nenguo refu, nokukwaziswa padare, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Ɀino pakudzidzisa kwake wakati: Cenjerai ʋanyori, ʋanoɗa kufamba neŋguʋo refu, nokukwaziswa paɗare, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200238 Zvino pakudzidzisa kwake akati, “Chenjerai vanyori, vanoda kufamba nenguo refu, nokukwaziswa padare, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Mukudzidzisa kwake Jesu akati, “Ngwarirai nyanzvi dzoMutemo, vanhu vanoda kufamba vakapfeka magemenzi marefu nokukwaziswa navanhu pamisika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 Mukudzidzisa kwake Jesu akati, “Ngwarirai nyanzvi dzoMutemo, vanhu vanoda kufamba vakapfeka magemenzi marefu nokukwaziswa navanhu pamisika. Viz kapitola |