Mariko 12:37 - Shona BIBLE37 “Dhavhidhi amene anoti, ‘Ishe,’ angagova mwanakomana wake seiko?” Vazhinji zhinji vakanga vachifara kumunzwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Davidi amene unomuidza Ishe, uŋgagoʋa mŋanakomana wake seiko? Ʋazhinji‐zhinji ʋakaŋga ʋacifara kumunzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 “Dhavhidhi amene anoti, ‘Ishe,’ angagova mwanakomana wake seiko?” Vazhinji-zhinji vakanga vachifara kumunzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 “Dhavhidhi pachake anomuti, ‘Tenzi,’ ko zvino angagova mwana wake sei?” Voruzhinji vaifarira kumuteerera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 “Dhavhidhi pachake anomuti, ‘Tenzi,’ ko zvino angagova mwana wake sei?” Voruzhinji vaifarira kumuteerera. Viz kapitola |