Mariko 12:27 - Shona BIBLE27 Haasi Mwari wavakafa, asi wavapenyu; marasika kwazvo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Haazi Mŋari waʋakafa, asi waʋapenyu; marashika kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Haasi Mwari wavakafa, asi wavapenyu; marasika kwazvo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Haasi Mwari wavakafa asi wavapenyu. Munokanganisa chaizvo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Haasi Mwari wavakafa asi wavapenyu. Munokanganisa chaizvo.” Viz kapitola |