Mariko 12:24 - Shona BIBLE24 Jesu akati kwavari, “Hamuti makarasika here, nemhaka yokusaziva magwaro nesimba raMwari? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Jesu akati kwaʋari: Hamuna‐kurashika here, nemhaka yokusaziʋa magwaro nesimba raMŋari? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Jesu akati kwavari, “Hamuti makarasika here, nemhaka yokusaziva magwaro nesimba raMwari? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Jesu akati kwavari, “Hazvisizvo here zvinoita kuti murasike zvokuti hamuzivi Magwaro kana simba raMwari? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Jesu akati kwavari, “Hazvisizvo here zvinoita kuti murasike zvokuti hamuzivi Magwaro kana simba raMwari? Viz kapitola |