Mariko 12:22 - Shona BIBLE22 “Navanomwe vose havana kuva nomwana; shure kwavose mukadzi akafawo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Naʋanomŋe ʋose haʋana‐kuʋa nomŋana; shure kwaʋose mukadzi akafa ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 “Navanomwe vose havana kuva nomwana; shure kwavose mukadzi akafawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Vari vanomwe kudaro havana kusiya mwana kunze. Pakupedzisira mukadzi uya akafawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Vari vanomwe kudaro havana kusiya mwana kunze. Pakupedzisira mukadzi uya akafawo. Viz kapitola |