Mariko 12:21 - Shona BIBLE21 Wechipiri akamutora, akafa asingasiyi vana; nowechitatu akadarowo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Wecipiri akamutora, akafa asiŋgasiyi ʋana; nowecitatu akaɗaro ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Wechipiri akamutora, akafa asingasiyi vana; nowechitatu akadarowo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Wechipiri akatorana naye ndokufawo asina kusiya mwana kunze. Wechitatu akadarowo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Wechipiri akatorana naye ndokufawo asina kusiya mwana kunze. Wechitatu akadarowo. Viz kapitola |