Online Bible

- Reklamy -




Mariko 12:2 - Shona BIBLE

2 “Nenguva yemichero akatuma muranda kuvarimi, kuti apiwe navarimi michero yomunda wemizambiringa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Neŋguʋa yeɀiɓereko akatuma muranda kuʋarimi, kuti apiwe naʋarimi ɀiɓereko ɀomunda wemizambiriŋga.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 “Nenguva yemichero akatuma muranda kuvarimi, kuti apiwe navarimi michero yomunda wemidzambiringa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Panguva yomuchero akatuma muranda wake kuvarimi vaya kundopiwa chikamu chomuchero womunda wamagirepisi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Panguva yomuchero akatuma muranda wake kuvarimi vaya kundopiwa chikamu chomuchero womunda wamagirepisi.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 12:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy