Mariko 12:17 - Shona BIBLE17 Jesu akati kwavari, “Ipai Kesari zvaKesari, naMwari zvaMwari.” Vakashamiswa zvikuru naye. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Jesu akati kwaʋari: Ipai Kesari ɀaKesari, naMŋari ɀaMŋari. Ʋakashamiswa ɀikuru naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Jesu akati kwavari, “Ipai Kesari zvaKesari, naMwari zvaMwari.” Vakashamiswa zvikuru naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Jesu akavati, “Ipai zvaSiza kuna Siza, zvaMwari kuna Mwari.” Vakashamiswa naye zvikuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Jesu akavati, “Ipai zvaSiza kuna Siza, zvaMwari kuna Mwari.” Vakashamiswa naye zvikuru. Viz kapitola |