Mariko 11:24 - Shona BIBLE24 Saka ndinoti kwamuri, zvinhu zvose–zvose zvamunokumbira nokunyengetera, tendai kuti mazvigamuchira, mugova nazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Saka ndinoti kwamuri: Ɀinhu ɀose ɀose ɀamunonyeŋgeterera nokukumbira, tendai kuti maɀigamucira, mugoʋa naɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Saka ndinoti kwamuri, zvinhu zvose zvose zvamunokumbira nokunyengetera, tendai kuti mazvigamuchira, mugova nazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Naizvozvo ndinoti kwamuri, ‘Chipi nechipi chamunokumbira mumunamato tendai kuti matochipiwa, chichava chenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Naizvozvo ndinoti kwamuri, ‘Chipi nechipi chamunokumbira mumunamato tendai kuti matochipiwa, chichava chenyu. Viz kapitola |