Mariko 11:2 - Shona BIBLE2 akati kwavari, “Endai kumusha wakatarisana nemi; pakarepo kana muchipinda mauri, muchawana mhuru yembongoro yakasungirwa, isina kumbotasva nomunhu; muisunungure, mugouya nayo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 akati kwaʋari: Endai kumusha wakatarisana nemi; pakarepo kana mucipinda mauri, mucawana mhuru yemboŋgoro yakasuŋgirwa, isina‐kumbotaȿwa nomunhu; muisunuŋgure, mugoʋuya nayo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 akati kwavari, “Endai kumusha wakatarisana nemi; pakarepo kana muchipinda mauri, muchawana mhuru yembongoro yakasungirwa, isina kumbotasva nomunhu; muisunungure, mugouya nayo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 achivati, “Endai mumusha wakatarisana nemi. Muchangopindamo muchawana gondora redhongi, rakasungirirwa, risina kumbotasvwa nomunhu. Risunungurei muuye naro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 achivati, “Endai mumusha wakatarisana nemi. Muchangopindamo muchawana gondora redhongi, rakasungirirwa, risina kumbotasvwa nomunhu. Risunungurei muuye naro. Viz kapitola |