Mariko 11:14 - Shona BIBLE14 Akapindura, akati kwavari, “Kusava nomunhu, anozodya michero pauri nokusingaperi.” Vadzidzi vake vakazvinzwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Akapindura, akati kwauri: Kusaʋa nomunhu, unozodya ɀiɓereko pauri nokusiŋgaperi. Ʋadzidzi ʋake ʋakaɀinzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Akapindura, akati kwavari, “Kusava nomunhu, anozodya michero pauri nokusingaperi.” Vadzidzi vake vakazvinzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ndokubva ati kwauri, “Pasazove nomunhu anodya muchero wako narini.” Vadzidzi vake vakazvinzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ndokubva ati kwauri, “Pasazove nomunhu anodya muchero wako narini.” Vadzidzi vake vakazvinzwa. Viz kapitola |