Mariko 11:12 - Shona BIBLE12 Fume mangwana vakati vachibva Bhetania, akaziya; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Fume maŋgwana ʋakati ʋacibva Betania, akaziya; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Fume mangwana vakati vachibva Bhetania, akaziya; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Fume ramangwana, zvavakanga vachibva kuBhetania akanzwa nzara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Fume ramangwana, zvavakanga vachibva kuBhetania akanzwa nzara. Viz kapitola |