Mariko 10:9 - Shona BIBLE9 Zvino izvo Mwari zvaakasanganisa, munhu ngaarege kuzviparadzanisa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino iɀo Mŋari ɀaakasoŋganisa, munhu ŋgaarege kuɀiparadzanisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Zvino izvo Mwari zvaakasanganisa, munhu ngaarege kuzviparadzanisa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Naizvozvo chabatanidzwa naMwari ngachirege kuparadzaniswa nomunhu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Naizvozvo chabatanidzwa naMwari ngachirege kuparadzaniswa nomunhu.” Viz kapitola |