Mariko 10:51 - Shona BIBLE51 Jesu akamupindura, akati kwaari, “Unoda kuti ndikuitireiko?” Bofu rikati kwaari, “Rabhoni, kuti ndione.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)51 Jesu akamupindura, akati kwaari: Unoɗa kuti ndikuitireiko? Ƃofu rikati kwaari: Raboni, kuti ndiʋone. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200251 Jesu akamupindura, akati kwaari, “Unoda kuti ndikuitireiko?” Bofu rikati kwaari, “Rabhoni, kuti ndione.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 Jesu ndokuti kwaari, “Chii chaunoda kuti ndikuitire?” Bofu rakati kwaari, “Mudzidzisi itai kuti ndione.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona51 Jesu ndokuti kwaari, “Chii chaunoda kuti ndikuitire?” Bofu rakati kwaari, “Mudzidzisi itai kuti ndione.” Viz kapitola |