Mariko 10:37 - Shona BIBLE37 Vakati kwaari, “Tigarisei mukubwinya kwenyu, mumwe kuruoko rwenyu rworudyi, mumwe kuruboshwe.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ʋakati kwaari: Tigarisei pakubginya kwenyu, mumŋe kuruʋoko rwenyu rworudyi, mumŋe kuruɓoshwe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Vakati kwaari, “Tigarisei mukubwinya kwenyu, mumwe kuruoko rwenyu rworudyi, mumwe kuruboshwe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 “Tibvumirei kuti, mumbiri yenyu, tizogara takati mumwe kurudyi rwenyu mumwe kuruboshwe rwenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 “Tibvumirei kuti, mumbiri yenyu, tizogara takati mumwe kurudyi rwenyu mumwe kuruboshwe rwenyu.” Viz kapitola |