Mariko 10:33 - Shona BIBLE33 “Tarirai tinokwira Jerusaremu, Mwanakomana womunhu achaiswa kuvapristi vakuru navanyori; vachamutongera rufu, nokumuisa kuvahedheni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Tarirai tinokwira Jerusarema, Mŋanakomana womunhu ucaiswa kuʋaprista ʋakuru naʋanyori; ʋacamutoŋgera rufu, nokumuisa kuʋahedeni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 “Tarirai tinokwira Jerusaremu, Mwanakomana womunhu achaiswa kuvapristi vakuru navanyori; vachamutongera rufu, nokumuisa kuvahedheni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 “Chinzwai, tava kukwira kuJerusaremu; Mwanakomana womunhu achaiswa mumaoko avapristi vakuru nenyanzvi dzoMutemo; vachamutongera rufu; vachimuisawo mumaoko evechirudzi; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 “Chinzwai, tava kukwira kuJerusaremu; Mwanakomana womunhu achaiswa mumaoko avapristi vakuru nenyanzvi dzoMutemo; vachamutongera rufu; vachimuisawo mumaoko evechirudzi; Viz kapitola |