Mariko 10:26 - Shona BIBLE26 Ipapo vakakahadzika zvikuru, vakati kwaari, “Ndianiko angagoponeswa?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ipapo ʋakakahadzika ɀikuru, ʋakati kwaari: Ndianiko uŋgagoponeswa? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Ipapo vakakahadzika zvikuru, vakati kwaari, “Ndianiko angagoponeswa?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Ivo vakashamiswa zvikuru kwazvo vakataurirana vachiti, “Ndiani zvino angagone kuponeswa?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Ivo vakashamiswa zvikuru kwazvo vakataurirana vachiti, “Ndiani zvino angagone kuponeswa?” Viz kapitola |