Mariko 10:22 - Shona BIBLE22 Asi akasuwa kwazvo neshoko iro, ati hurududu nokuti akanga ane pfuma zhinji. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Asi wakaȿiɓa mŋoyo neshoko iro, akaenda neshuŋgu, nokuti wakaŋga anefuma zhinji. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Asi akasuwa kwazvo neshoko iro, ati hurududu nokuti akanga ane pfuma zhinji. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Shoko iri rakamusvibisa mwoyo akabvapo woenda akasuruvara nokuti akanga aine upfumi hwakawanda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Shoko iri rakamusvibisa mwoyo akabvapo woenda akasuruvara nokuti akanga aine upfumi hwakawanda. Viz kapitola |