Mariko 10:2 - Shona BIBLE2 VaFarisi vakauya kwaari, vakamubvunza, vachimuedza, vachiti, “Murume akatenderwa kuramba mukadzi wake here?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 ƲaFarise ʋakaʋuya kwaari, ʋakamubvunza, ʋacimuidza, ʋaciti: Murume wakatenderwa kurasha mukadzi wake here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 VaFarisi vakauya kwaari, vakamubvunza, vachimuedza, vachiti, “Murume akatenderwa kuramba mukadzi wake here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Zvino vaFarisei vakazouya kwaari vakamubvunza, kuri kumuedza zvavo vachiti, “Murume anobvumirwa here kuramba mukadzi wake?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Zvino vaFarisei vakazouya kwaari vakamubvunza, kuri kumuedza zvavo vachiti, “Murume anobvumirwa here kuramba mukadzi wake?” Viz kapitola |