Mariko 10:12 - Shona BIBLE12 Uye kana iye mukadzi akaramba murume wake, akawanikwa nomumwe, anoita upombwe.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ʋuye kana iye mukadzi akarasha murume wake, akawanikwa nomumŋe, unofeʋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Uye kana iye mukadzi akaramba murume wake, akawanikwa nomumwe, anoita upombwe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mukadziwo akaramba murume wake achitorana nomumwe murume anoita upombwe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Mukadziwo akaramba murume wake achitorana nomumwe murume anoita upombwe.” Viz kapitola |