Mariko 10:11 - Shona BIBLE11 Akati kwavari, “Ani naani anoramba mukadzi wake, akawana mumwe, anoita upombwe kwaari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Akati kwaʋari: Aninani unorasha mukadzi wake, akawana mumŋe, unoita ʋupombge kwaari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Akati kwavari, “Ani naani anoramba mukadzi wake, akawana mumwe, anoita upombwe kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Akati kwavari, “Ani naani anoramba mukadzi wake achiroora mumwe, anoita upombwe uye achimutadzira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Akati kwavari, “Ani naani anoramba mukadzi wake achiroora mumwe, anoita upombwe uye achimutadzira. Viz kapitola |