Mariko 1:39 - Shona BIBLE39 Akaenda, akaparidza mumasinagoge avo muGareriya rose achibudisa mweya yakaipa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Akaenda, akaparidza mumasinagoge aʋo paGarirea rose aciɓuɗisa mŋeya yakaipa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200239 Akaenda, akaparidza mumasinagoge avo muGariria rose achibudisa mweya yakaipa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Nokudaro akafamba neGarirea yose achiparidza mumasinagogu avo, achidzingawo mweya yakaipa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 Nokudaro akafamba neGarirea yose achiparidza mumasinagogu avo, achidzingawo mweya yakaipa. Viz kapitola |