Mariko 1:38 - Shona BIBLE38 Akati kwavari, “Ngatiende kumwe, kumisha iri pedyo, kuti ndinoparidza ikokowo, nokuti ndizvo zvandakauyira.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Akati kwaʋari: Ŋgatiende kumŋe kumisha iri pedyo, kuti ndindoparidza ikoko ʋo, nokuti ndiɀo ɀandakaʋuyira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200238 Akati kwavari, “Ngatiende kumwe, kumisha iri pedyo, kuti ndinoparidza ikokowo, nokuti ndizvo zvandakauyira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Ipapo Jesu akati kwavari, “Handeyi kumwe, kuna maguta ari pedyo ndigondoparidzawo ikoko, nokuti izvi ndizvo zvandakavinga.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 Ipapo Jesu akati kwavari, “Handeyi kumwe, kuna maguta ari pedyo ndigondoparidzawo ikoko, nokuti izvi ndizvo zvandakavinga.” Viz kapitola |