Online Bible

- Reklamy -




Mariko 1:27 - Shona BIBLE

27 Vakatya zvikuru vose, nokudaro vakaita nyaya, vachiti, “Chiiko ichi? Kudzidzisa kutsva kune simba! Anoraira kunyangwe nemweya yakaipa ikamuterera.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Ʋakatya ɀikuru ʋose, nokuɗaro ʋakaita nyaya, ʋaciti: Cinyiko ici? Kudzidzisa kutȿa kunesimba! Unoraira kunyaŋge nemŋeya yetȿina ikamuterera.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Vakatya zvikuru vose, nokudaro vakaita nyaya, vachiti, “Chinyiko ichi? Kudzidzisa kutsva kune simba! Anorayira kunyange nemweya yakaipa ikamuterera.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Vanhu vose vakashamiswa kwazvo zvokuti vakabvunzana vachiti, “Ko, chiiko ichi? Chidzidziso chitsvasu! Anotaurira kunyange mweya yetsvina ichimuteera.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Vanhu vose vakashamiswa kwazvo zvokuti vakabvunzana vachiti, “Ko, chiiko ichi? Chidzidziso chitsvasu! Anotaurira kunyange mweya yetsvina ichimuteera.”

Viz kapitola kopírovat




Mariko 1:27

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy