Mariko 1:13 - Shona BIBLE13 akava murenje mazuva makumi mana, achiedzwa naSatani; akagara nezvikara, vatumwa vakamushumira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 akaʋa murenje mazuʋa makumi manna, aciidzwa naSatani; wakaŋga ari kuɀikara, ʋatumŋa ʋakamushumira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 akava murenje mazuva makumi mana, achiedzwa naSatani; akagara nezvikara, vatumwa vakamushandira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akagara murenje mazuva makumi mana achiedzwa naSatani. Imomo aingova nemhuka dzomusango, asi vatumwa vakanga vachimushandira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Akagara murenje mazuva makumi mana achiedzwa naSatani. Imomo aingova nemhuka dzomusango, asi vatumwa vakanga vachimushandira. Viz kapitola |