Mariko 1:11 - Shona BIBLE11 izwi rikabva kudenga, richiti, “Ndiwe Mwanakomana wangu mudiwa, ndinokufarira.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 inzwi rikabva kuɗeŋga, riciti: Ndiwe Mŋanakomana waŋgu unoɗikanwa, ndinokufarira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 izwi rikabva kudenga, richiti, “Ndiwe Mwanakomana wangu mudiwa, ndinokufarira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Izwi rakabva kudenga richiti, “Iwe ndiwe Mwanakomana wangu wapamwoyo, anondifadza zvikuru.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Izwi rakabva kudenga richiti, “Iwe ndiwe Mwanakomana wangu wapamwoyo, anondifadza zvikuru.” Viz kapitola |