Maraki 3:6 - Shona BIBLE6 “Nokuti ini Jehovha handishanduki, saka imi, vanakomana vaJakobho, mugere kuparadzwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nokuti ini Jehova handishanduki, saka imi, ʋanakomana ʋaJakobo, mugere kuparadzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 “Nokuti ini Jehovha handishanduki, saka imi, vanakomana vaJakobho, mugere kuparadzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Chiripo ndechokuti ini Tenzi handisanduke–sanduke naizvozvo imiwo vanakomana vokwaJakobho hamuna kutsakatika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 “Chiripo ndechokuti ini Tenzi handisanduke–sanduke naizvozvo imiwo vanakomana vokwaJakobho hamuna kutsakatika. Viz kapitola |