Maraki 3:16 - Shona BIBLE16 “Ipapo vaitya Jehovha vakataurirana, Jehovha akateerera, akanzwa, bhuku yokurangaridza ikanyorwa pamberi pake, nokuda kwavanotya Jehovha, vachirangarira zita rake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ipapo ʋaitya Jehova ʋakataurirana, Jehova akaterera, akanzwa, buku yokuraŋgaridza ikanyorwa pamberi pake, nokuɗa kwaʋanotya Jehova, ʋaciraŋgarira zita rake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 “Ipapo vaitya Jehovha vakataurirana, Jehovha akaterera, akanzwa, bhuku yokurangaridza ikanyorwa pamberi pake, nokuda kwavanotya Jehovha, vachirangarira zita rake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Vanhu vaitya Tenzi vakataurirana. Tenzi akateerera akavanzwa. Izvozvo bhuku roKuyeuchidza ravanhu vanotya Tenzi navanhu vanofunga nezvezita rake rakanyorwa mberi kwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Vanhu vaitya Tenzi vakataurirana. Tenzi akateerera akavanzwa. Izvozvo bhuku roKuyeuchidza ravanhu vanotya Tenzi navanhu vanofunga nezvezita rake rakanyorwa mberi kwake. Viz kapitola |