Maraki 3:14 - Shona BIBLE14 Imi makati, ‘Hazvina maturo kushumira Mwari;’ takawaneiko zvatakachengeta zvaakaraira, zvatakafamba takapfeka nguo dzokuchema pamberi paJehovha wehondo? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Imi makati: Haɀinamaturo kushumira Mŋari; takawaneiko ɀatakaceŋgeta ɀaakaraira, ɀatakafamba takapfeka ŋguʋo dzokucema pamberi paJehova wehondo? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Imi makati, ‘Hazvina maturo kushumira Mwari;’ takawaneiko zvatakachengeta zvaakaraira, zvatakafamba takapfeka nguo dzokuchema pamberi paJehovha wehondo? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Munoti, ‘Hazvina namaturo ose kushandira Mwari. Zvinotibatsireiko kuteerera mirao uye kufamba takazvirereka kuna Tenzi wehondo nehondo wacho? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Munoti, ‘Hazvina namaturo ose kushandira Mwari. Zvinotibatsireiko kuteerera mirao uye kufamba takazvirereka kuna Tenzi wehondo nehondo wacho? Viz kapitola |