Maraki 2:6 - Shona BIBLE6 Murairo wezvokwadi wakanga uri mumuromo wavo, kusarurama hakuna kuwanikwa pamiromo yavo; vakafambidzana neni norugare nokururama, vakadzora vazhinji pazvakaipa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Murairo weɀokwaɗi wakaŋga uri mumuromo waʋo, kusarurama hakuna‐kuwanikwa pamiromo yaʋo; ʋakafambidzana neni norugare nokururama, ʋakadzora ʋazhinji paɀakaipa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Murayiro wezvokwadi wakanga uri mumuromo wavo, kusarurama hakuna kuwanikwa pamiromo yavo; vakafambidzana neni norugare nokururama, vakadzora vazhinji pazvakaipa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Rudzidziso rwechokwadi ruri pamuromo pake, uipi hahwaiwanikwa pamuromo pake. Akafamba neni mukuwadzana nomukururama. Akadzora vazhinji kuhuipi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 “Rudzidziso rwechokwadi ruri pamuromo pake, uipi hahwaiwanikwa pamuromo pake. Akafamba neni mukuwadzana nomukururama. Akadzora vazhinji kuhuipi. Viz kapitola |