Online Bible

- Reklamy -

Maraki 1:3 - Shona BIBLE

3 asi Esau ndakamuvenga, ndikaita makomo ake matongo, ndikapa makava amarenje nhaka yake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 asi Esau ndakamuʋeŋga, ndikaita makomo ake matoŋgo, ndikapa makaʋa amarenje nhaka yake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 asi Esau ndakamuvenga, ndikaita makomo ake matongo, ndikapa makava amarenje nhaka yake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 asi Esau ndakamuramba. Nyika yake yamakomo ndakaiita renje zvaro ndikasiyira nhaka yake kumakava okugwenga'ku.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 asi Esau ndakamuramba. Nyika yake yamakomo ndakaiita renje zvaro ndikasiyira nhaka yake kumakava okugwenga'ku.”

Viz kapitola kopírovat

Maraki 1:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy